Ruka 22:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Akatorawo kapu+ sezvaakanga amboita vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano+ itsva muropa rangu,+ ramuchadururirwa.+ VaHebheru 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+ VaHebheru 12:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 naJesu murevereri+ wesungano itsva,+ neropa rokusasa,+ rinotaura zviri nani kupfuura ropa raAbheri.+ 1 Petro 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 maererano nokufanoziva kwaMwari Baba,+ nokutsveneswa nomudzimu,+ kuti vateerere uye vasaswe+ ropa raJesu Kristu:+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa norugare ngazviwedzerwe kwamuri.+ 1 Petro 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+
20 Akatorawo kapu+ sezvaakanga amboita vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano+ itsva muropa rangu,+ ramuchadururirwa.+
14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
24 naJesu murevereri+ wesungano itsva,+ neropa rokusasa,+ rinotaura zviri nani kupfuura ropa raAbheri.+
2 maererano nokufanoziva kwaMwari Baba,+ nokutsveneswa nomudzimu,+ kuti vateerere uye vasaswe+ ropa raJesu Kristu:+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa norugare ngazviwedzerwe kwamuri.+