Jakobho 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvipo zvose zvakanaka+ nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro,+ nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga,+ uye ivo havambochinji sokufamba kunoita mumvuri.+
17 Zvipo zvose zvakanaka+ nezvinopiwa zvose zvakakwana zvinobva kumusoro,+ nokuti zvinoburuka zvichibva kuna Baba vezviedza zvokudenga,+ uye ivo havambochinji sokufamba kunoita mumvuri.+