Mako 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Jesu paakaona kutenda kwavo,+ akati kumunhu akaoma rutivi rwomuviri: “Mwana, zvivi zvako zvakanganwirwa.”+ Mako 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndezvipi zviri nyore, kuti kumunhu akaoma rutivi rwomuviri, ‘Zvivi zvako zvakanganwirwa,’ kana kuti, ‘Simuka, utore kamubhedha kako, ufambe’?+ Ruka 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Paakaona kutenda kwavo akati: “Iwe murume, zvivi zvako zvakanganwirwa.”+
5 Zvino Jesu paakaona kutenda kwavo,+ akati kumunhu akaoma rutivi rwomuviri: “Mwana, zvivi zvako zvakanganwirwa.”+
9 Ndezvipi zviri nyore, kuti kumunhu akaoma rutivi rwomuviri, ‘Zvivi zvako zvakanganwirwa,’ kana kuti, ‘Simuka, utore kamubhedha kako, ufambe’?+