Mateu 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi haana kurara+ naye kusvikira abereka mwanakomana;+ uye akamutumidza kuti Jesu.+ Ruka 1:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 uye tarira! uchabata pamuviri, wobereka mwanakomana,+ uye unofanira kumutumidza kuti Jesu.+ Ruka 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino mazuva masere+ okuti vamudzingise+ paakanga akwana, akatumidzwa kuti Jesu,+ zita raakatumidzwa nengirozi asati anambwa mudumbu.+
21 Zvino mazuva masere+ okuti vamudzingise+ paakanga akwana, akatumidzwa kuti Jesu,+ zita raakatumidzwa nengirozi asati anambwa mudumbu.+