Genesisi 17:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vanhurume venyu vose vane mazuva masere vanofanira kudzingiswa,+ maererano nezvizvarwa zvenyu, munhu wose anoberekerwa mumba uye munhu wose anotengwa nemari kuna ani naani wokune imwe nyika vasiri vana vako. Revhitiko 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chikanda chepamberi chomwanakomana chichadzingiswa+ pazuva rechisere. VaGaratiya 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+
12 Vanhurume venyu vose vane mazuva masere vanofanira kudzingiswa,+ maererano nezvizvarwa zvenyu, munhu wose anoberekerwa mumba uye munhu wose anotengwa nemari kuna ani naani wokune imwe nyika vasiri vana vako.
4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+