Genesisi 16:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uyezve ngirozi yaJehovha yakatizve kwaari: “Tarira une pamuviri, uchabereka mwanakomana, umutumidze kuti Ishmaeri;+ nokuti Jehovha anzwa kutambudzika kwako.+ Vatongi 13:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kwapera nguva yakati, ngirozi yaJehovha yakazviratidza kumukadzi wacho+ ikati kwaari: “Tarira, zvino, haubereki uye hauna kubereka mwana. Chokwadi uchava nepamuviri uye uchabereka mwanakomana.+ VaGaratiya 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+
11 Uyezve ngirozi yaJehovha yakatizve kwaari: “Tarira une pamuviri, uchabereka mwanakomana, umutumidze kuti Ishmaeri;+ nokuti Jehovha anzwa kutambudzika kwako.+
3 Kwapera nguva yakati, ngirozi yaJehovha yakazviratidza kumukadzi wacho+ ikati kwaari: “Tarira, zvino, haubereki uye hauna kubereka mwana. Chokwadi uchava nepamuviri uye uchabereka mwanakomana.+
4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+