RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Isu tose takadzungaira semakwai;+ mumwe nomumwe akatsaukira kunzira yake; uye Jehovha aita kuti kukanganisa kwedu tose kuve pana iyeye.+

  • Jeremiya 50:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Vanhu vangu vava boka rezvisikwa zviri kuparara.+ Vafudzi vavo vakavadzungairisa.+ Ivo vakavatungamirira kumakomo.+ Vakabva pagomo vachienda kuchikomo. Vakakanganwa nzvimbo yavo yokuzororera.+

  • Ezekieri 34:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Makwai angu akaramba achirasika pamakomo ose nezvikomo zvose zvakakwirira;+ uye makwai angu+ akapararira panyika yose, pasina anoatsvaka uye pasina anoedza kuatsvaka.

  • Mabasa 13:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Naizvozvo, vachitaura noushingi, Pauro naBhanabhasi vakati: “Zvakanga zvakakodzera kuti shoko raMwari ritange kutaurwa kwamuri.+ Zvamuri kurisundira kure+ uye muchizviti hamuna kukodzerwa noupenyu husingaperi, tarirai! tava kutendeukira kune mamwe marudzi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe