-
Dheuteronomi 5:14Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
14 Asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako.+ Usaita chero basa+ ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako kana murandarume wako kana murandasikana wako kana nzombe yako kana mbongoro yako kana chipfuwo chako chero chipi zvacho kana mutorwa wako anogara mukati memagedhi ako,+ kuti murandarume wako nomurandasikana wako vazororewo kufanana newe.+
-