Mako 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Uyewo, vanyori vakaburuka vachibva kuJerusarema vakanga vachiti: “Iye anaBherizebhubhu, uye anodzinga madhimoni achishandisa mutongi wemadhimoni.”+ Ruka 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi vamwe vavo vakati: “Anodzinga madhimoni achishandisa Bherizebhubhu mutongi wemadhimoni.”+
22 Uyewo, vanyori vakaburuka vachibva kuJerusarema vakanga vachiti: “Iye anaBherizebhubhu, uye anodzinga madhimoni achishandisa mutongi wemadhimoni.”+