Mateu 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vanoramba vachindinamata pasina, nokuti vanodzidzisa mirayiro yevanhu sedzidziso.’”+ Mako 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Munobatisisa tsika yevanhu muchirega murayiro waMwari.”+ VaKorose 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chenjerai: zvichida pangava nomumwe munhu angaenda+ nemi semhuka yake yaabata nouzivi+ uye nounyengeri husina zvahunobatsira+ maererano netsika yevanhu, maererano nezvinhu zvokutanga+ zvenyika, kwete maererano naKristu; Tito 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 vasingateereri ngano dzevaJudha+ nemirayiro yevanhu+ vanozvibvisa pachokwadi.+
8 Chenjerai: zvichida pangava nomumwe munhu angaenda+ nemi semhuka yake yaabata nouzivi+ uye nounyengeri husina zvahunobatsira+ maererano netsika yevanhu, maererano nezvinhu zvokutanga+ zvenyika, kwete maererano naKristu;