Johani 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kana munhu asingarambi ari pamwe neni, anokandwa kunze sebazi ooma; vanhu vanounganidza mapazi iwayo voakanda mumoto uye anopiswa.+ Mabasa 5:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Naizvozvo, pane zviripo izvi, ndinoti kwamuri, Musapindira mune zvevarume ava, asi varegei vakadaro; (nokuti, kana zano iri uye kana basa iri richibva kuvanhu, richaparara;+
6 Kana munhu asingarambi ari pamwe neni, anokandwa kunze sebazi ooma; vanhu vanounganidza mapazi iwayo voakanda mumoto uye anopiswa.+
38 Naizvozvo, pane zviripo izvi, ndinoti kwamuri, Musapindira mune zvevarume ava, asi varegei vakadaro; (nokuti, kana zano iri uye kana basa iri richibva kuvanhu, richaparara;+