Mateu 12:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Achipindura, iye akati kwavari: “Chizvarwa chakaipa nechoupombwe+ chinoramba chichitsvaka chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chomuprofita Jona.+ Ruka 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Mapoka evanhu paakanga achiungana, iye akatanga kuti: “Chizvarwa chino chizvarwa chakaipa; chinotsvaka chiratidzo.+ Asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.+
39 Achipindura, iye akati kwavari: “Chizvarwa chakaipa nechoupombwe+ chinoramba chichitsvaka chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chomuprofita Jona.+
29 Mapoka evanhu paakanga achiungana, iye akatanga kuti: “Chizvarwa chino chizvarwa chakaipa; chinotsvaka chiratidzo.+ Asi hapana chiratidzo chachichapiwa kunze kwechiratidzo chaJona.+