Mateu 12:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Achitambanudzira ruoko rwake kuvadzidzi vake, akati: “Tarirai! Amai vangu nevanun’una vangu!+ VaRoma 8:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 nokuti akafanogadzawo+ vaya vaakatanga kuva nehanya navo+ kuti vaenzaniswe+ nomufananidzo+ woMwanakomana wake, kuti ave dangwe+ pakati pehama zhinji.+ VaHebheru 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti uya anotsvenesa pamwe chete nevaya vanotsveneswa,+ vose vanobva kune mumwe chete,+ uye nokuda kwechikonzero ichi haanyari kuvati “hama,”+
29 nokuti akafanogadzawo+ vaya vaakatanga kuva nehanya navo+ kuti vaenzaniswe+ nomufananidzo+ woMwanakomana wake, kuti ave dangwe+ pakati pehama zhinji.+
11 Nokuti uya anotsvenesa pamwe chete nevaya vanotsveneswa,+ vose vanobva kune mumwe chete,+ uye nokuda kwechikonzero ichi haanyari kuvati “hama,”+