Mateu 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino paakanzwa kuti Johani akanga asungwa,+ akabva, akaenda kuGarireya.+ Ruka 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Jesu akadzokera kuGarireya+ aine simba romudzimu. Uye mashoko akanaka pamusoro pake akapararira munyika yose yakapoteredza.+
14 Zvino Jesu akadzokera kuGarireya+ aine simba romudzimu. Uye mashoko akanaka pamusoro pake akapararira munyika yose yakapoteredza.+