Zvirevo 23:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Wakaita kuti maziso ako aitarire here, iyo zvaisiri chinhu?+ Nokuti chokwadi inomera mapapiro seegondo yobhururuka ichienda kumatenga.+ Mako 10:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Pashure pokutarira-tarira Jesu akati kuvadzidzi vake: “Chichava chinhu chakaoma sei kuti vaya vane mari+ vapinde muumambo hwaMwari!”+ Ruka 18:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Jesu akamutarira, akati: “Chichava chinhu chakaoma sei kuti vaya vane mari vapinde muumambo hwaMwari!+ 1 Timoti 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvisinei, vaya vakatsunga kupfuma vanowira mumuedzo+ nomumusungo nomukuchiva zvinhu zvizhinji zvoupenzi nezvinokuvadza,+ zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nomukurasikirwa.+ 2 Timoti 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti Dhemasi+ akandisiya nokuti akada mamiriro+ ezvinhu epanguva ino, uye akaenda kuTesaronika; Kresenzi kuGaratiya,+ Tito kuDharimatiya.
5 Wakaita kuti maziso ako aitarire here, iyo zvaisiri chinhu?+ Nokuti chokwadi inomera mapapiro seegondo yobhururuka ichienda kumatenga.+
23 Pashure pokutarira-tarira Jesu akati kuvadzidzi vake: “Chichava chinhu chakaoma sei kuti vaya vane mari+ vapinde muumambo hwaMwari!”+
24 Jesu akamutarira, akati: “Chichava chinhu chakaoma sei kuti vaya vane mari vapinde muumambo hwaMwari!+
9 Zvisinei, vaya vakatsunga kupfuma vanowira mumuedzo+ nomumusungo nomukuchiva zvinhu zvizhinji zvoupenzi nezvinokuvadza,+ zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nomukurasikirwa.+
10 Nokuti Dhemasi+ akandisiya nokuti akada mamiriro+ ezvinhu epanguva ino, uye akaenda kuTesaronika; Kresenzi kuGaratiya,+ Tito kuDharimatiya.