RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 31:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Kana ndakavimba nendarama,

      Kana kuti ndakati kundarama, ‘Ndinovimba newe!’+

  • Pisarema 17:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Haiwa Jehovha, ndipukunyutsei pavanhu noruoko rwenyu,+

      Pavanhu vari mumamiriro ezvinhu epanguva ino,+ vane mugove muupenyu huno,+

      Vane matumbu amunozadza nepfuma yenyu yakavanzwa,+

      Vanogutswa nevanakomana+

      Uye vanochengetera vanakomana vavo zvavanosiya.+

  • Pisarema 52:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Tarirai, uyu ndiye murume asingaiti kuti Mwari ave nhare yake,+

      Asi anovimba nokuwanda kwepfuma yake,+

      Anovanda munhamo dzinoitwa naye.+

  • Pisarema 62:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Musavimba nokubiridzira,+

      Uyewo musava vanhu vasina zvavanobatsira nokuita ugororo.+

      Kana zvokurarama nazvo zvikawanda, musaisa mwoyo yenyu pazviri.+

  • Jeremiya 9:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Zvanzi naJehovha: “Munhu akachenjera ngaarege kuzvikudza nokuda kwouchenjeri hwake,+ uye munhu ane simba ngaarege kuzvikudza nokuda kwokuva kwake nesimba.+ Mupfumi ngaarege kuzvikudza nokuda kwoupfumi hwake.”+

  • 1 Timoti 6:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Rayira vaya vakapfuma+ mumamiriro ezvinhu epanguva ino kuti varege kuzvikudza,+ uye kuti vasaise tariro yavo papfuma isingagoni kuvimbwa nayo,+ asi pana Mwari, anotipa zvinhu zvose kwazvo kuti tifare;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe