Mateu 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo akashevedza vadzidzi vake vane gumi nevaviri, akavapa simba pamusoro pemidzimu isina kuchena,+ kuti vaidzinge uye kuti varape hosha dzemarudzi ose noundonda hwemarudzi ose. Ruka 9:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino akaunganidza vane gumi nevaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemadhimoni ose uye kuti varape zvirwere.+
10 Naizvozvo akashevedza vadzidzi vake vane gumi nevaviri, akavapa simba pamusoro pemidzimu isina kuchena,+ kuti vaidzinge uye kuti varape hosha dzemarudzi ose noundonda hwemarudzi ose.
9 Zvino akaunganidza vane gumi nevaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemadhimoni ose uye kuti varape zvirwere.+