Mateu 17:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Saka Petro akabva ati kuna Jesu: “Ishe, zvakanaka kuti tive pano. Kana muchida, ndichavaka matende matatu pano, rimwe renyu, rimwe raMosesi uye rimwe raEriya.”+ Ruka 9:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ava zvavakanga vachiparadzaniswa naye, Petro akati kuna Jesu: “Murayiridzi, zvakanaka kuti tive pano, naizvozvo ngativakei matende matatu, rimwe renyu, rimwe raMosesi uye rimwe raEriya,” iye asingazivi zvaaitaura.+
4 Saka Petro akabva ati kuna Jesu: “Ishe, zvakanaka kuti tive pano. Kana muchida, ndichavaka matende matatu pano, rimwe renyu, rimwe raMosesi uye rimwe raEriya.”+
33 Ava zvavakanga vachiparadzaniswa naye, Petro akati kuna Jesu: “Murayiridzi, zvakanaka kuti tive pano, naizvozvo ngativakei matende matatu, rimwe renyu, rimwe raMosesi uye rimwe raEriya,” iye asingazivi zvaaitaura.+