Mateu 21:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Asi, kunyange vakanga vachitsvaka kumubata, vakatya mapoka evanhu, nokuti ava vaiti iye muprofita.+ Ruka 19:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 asi havana kuwana chinhu chinobudirira chokuti vaite, nokuti vanhu vose vakaramba vainaye kuti vamunzwe.+
46 Asi, kunyange vakanga vachitsvaka kumubata, vakatya mapoka evanhu, nokuti ava vaiti iye muprofita.+
48 asi havana kuwana chinhu chinobudirira chokuti vaite, nokuti vanhu vose vakaramba vainaye kuti vamunzwe.+