Mateu 21:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Varimi vachiona mwanakomana vakataurirana vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka;+ uyai, ngatimuurayei titore nhaka yake!’+ Ruka 20:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Varimi vacho pavakamuona vakataurirana, vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; ngatimuurayei, kuti nhaka ive yedu.’+
38 Varimi vachiona mwanakomana vakataurirana vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka;+ uyai, ngatimuurayei titore nhaka yake!’+
14 Varimi vacho pavakamuona vakataurirana, vachiti, ‘Uyu ndiye mugari wenhaka; ngatimuurayei, kuti nhaka ive yedu.’+