Mateu 22:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Mudzidzisi, Mosesi akati, ‘Kana murume akafa asina kuva nevana, munun’una wake anofanira kuroora mudzimai wake omutsira mukoma wake vana.’+ Ruka 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 vachiti: “Mudzidzisi, Mosesi+ akatinyorera kuti, ‘Kana mukoma womunhu akafa, aine mudzimai, asi iye akasara asina mwana, munun’una wake+ anofanira kutora mudzimai wacho, omutsira mukoma wake vana naye.’+
24 “Mudzidzisi, Mosesi akati, ‘Kana murume akafa asina kuva nevana, munun’una wake anofanira kuroora mudzimai wake omutsira mukoma wake vana.’+
28 vachiti: “Mudzidzisi, Mosesi+ akatinyorera kuti, ‘Kana mukoma womunhu akafa, aine mudzimai, asi iye akasara asina mwana, munun’una wake+ anofanira kutora mudzimai wacho, omutsira mukoma wake vana naye.’+