Eksodho 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Rambai makarichengeta kusvikira pazuva rechigumi nemana romwedzi uno,+ uye ungano yose yaIsraeri inofanira kuriuraya panguva yorubvunzavaeni.+ Revhitiko 23:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mumwedzi wokutanga, pazuva rechigumi nemana romwedzi wacho,+ panguva yorubvunzavaeni ipaseka+ inoitirwa Jehovha. Ruka 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino mutambo wemakeke asina kuviriswa, wainzi Paseka,+ wakanga uchiswedera pedyo. Johani 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino, nokuti akaziva mutambo wepaseka usati waitika kuti awa yake yakanga yasvika+ yokuti abve munyika ino aende kuna Baba,+ Jesu, zvaakanga ada vake vakanga vari munyika,+ akavada kusvikira kumugumo.
6 Rambai makarichengeta kusvikira pazuva rechigumi nemana romwedzi uno,+ uye ungano yose yaIsraeri inofanira kuriuraya panguva yorubvunzavaeni.+
5 Mumwedzi wokutanga, pazuva rechigumi nemana romwedzi wacho,+ panguva yorubvunzavaeni ipaseka+ inoitirwa Jehovha.
13 Zvino, nokuti akaziva mutambo wepaseka usati waitika kuti awa yake yakanga yasvika+ yokuti abve munyika ino aende kuna Baba,+ Jesu, zvaakanga ada vake vakanga vari munyika,+ akavada kusvikira kumugumo.