Mateu 26:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino vadzidzi vakaita sezvavakarayirwa naJesu, vakagadzirira zvinhu nokuda kwepaseka.+ Ruka 22:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo ivo vakaenda, vakazviwana zvakangoita sezvaakanga avataurira, vakagadzirira paseka yacho.+
13 Naizvozvo ivo vakaenda, vakazviwana zvakangoita sezvaakanga avataurira, vakagadzirira paseka yacho.+