Mateu 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Boka revanhu parakaona izvi, vakabatwa nokutya, vakakudza Mwari,+ uyo akapa simba+ rakadaro kuvanhu. Ruka 5:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Vose vakabva vashamiswa kwazvo,+ vakatanga kukudza Mwari, vakatya, vachiti: “Nhasi taona zvinhu zvitsva!”+
8 Boka revanhu parakaona izvi, vakabatwa nokutya, vakakudza Mwari,+ uyo akapa simba+ rakadaro kuvanhu.
26 Vose vakabva vashamiswa kwazvo,+ vakatanga kukudza Mwari, vakatya, vachiti: “Nhasi taona zvinhu zvitsva!”+