Mako 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye akasimuka, akabva angotora kamubhedha kake, akabuda pamberi pavo vose,+ zvokuti vose vakashamiswa, vakakudza Mwari, vachiti: “Hatina kumboona zvakadai.”+ Ruka 5:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Vose vakabva vashamiswa kwazvo,+ vakatanga kukudza Mwari, vakatya, vachiti: “Nhasi taona zvinhu zvitsva!”+ Mabasa 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo, pavakanga vavatyisidzirazve, vakavasunungura, zvavasina kuwana chikonzero chero chipi zvacho chokuti vavarange uye nokuda kwevanhu,+ nokuti vose vakanga vachikudza Mwari pamusoro pezvakanga zvaitika;
12 Iye akasimuka, akabva angotora kamubhedha kake, akabuda pamberi pavo vose,+ zvokuti vose vakashamiswa, vakakudza Mwari, vachiti: “Hatina kumboona zvakadai.”+
26 Vose vakabva vashamiswa kwazvo,+ vakatanga kukudza Mwari, vakatya, vachiti: “Nhasi taona zvinhu zvitsva!”+
21 Naizvozvo, pavakanga vavatyisidzirazve, vakavasunungura, zvavasina kuwana chikonzero chero chipi zvacho chokuti vavarange uye nokuda kwevanhu,+ nokuti vose vakanga vachikudza Mwari pamusoro pezvakanga zvaitika;