VaRoma 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!” VaGaratiya 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino zvamuri vanakomana, Mwari akatumira mudzimu+ woMwanakomana wake mumwoyo medu uye unoshevedzera kuti: “Abha, Baba!”+
15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”
6 Zvino zvamuri vanakomana, Mwari akatumira mudzimu+ woMwanakomana wake mumwoyo medu uye unoshevedzera kuti: “Abha, Baba!”+