Eksodho 25:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Unofanira kuisa chingwa chokuratidzira patafura, pamberi pangu nguva dzose.+ Eksodho 29:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Aroni nevanakomana vake ngavadye+ nyama yegondohwe racho nechingwa chiri mutswanda pasuo retende rokusanganira. Revhitiko 24:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ngachive chaAroni nechevanakomana vake,+ ngavachidyire munzvimbo tsvene,+ nokuti chinhu chitsvenetsvene kwaari chinobva pazvinopiwa zvinopisirwa Jehovha nomoto, kuti uve murau nokusingagumi.”
32 Aroni nevanakomana vake ngavadye+ nyama yegondohwe racho nechingwa chiri mutswanda pasuo retende rokusanganira.
9 Ngachive chaAroni nechevanakomana vake,+ ngavachidyire munzvimbo tsvene,+ nokuti chinhu chitsvenetsvene kwaari chinobva pazvinopiwa zvinopisirwa Jehovha nomoto, kuti uve murau nokusingagumi.”