Revhitiko 21:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Angadya hake zvokudya zvaMwari wake pazvinhu zvitsvenetsvene+ nepazvinhu zvitsvene.+ Revhitiko 22:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “‘Hapana kana mumwe munhuwo zvake angadya chero chinhu chipi zvacho chitsvene.+ Hapana anobva kune imwe nyika anogara nomupristi kana munhu wemaricho angadya chero chinhu chipi zvacho chitsvene. 1 Samueri 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho. Mateu 12:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, vakadya zvingwa zvokuratidzira,+ chinhu chakanga chisingabvumirwi nomutemo+ kuti adye, kana vaya vaaiva navo, kunze kwevapristi chete?+ Ruka 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, akagamuchira zvingwa zvokuratidzira,+ akadya, akapa zvimwe varume vaaiva navo, zvisingabvumirwi nomutemo kuti zvidyiwe chero nomunhu upi zvake kunze kwevapristi chete?”+
10 “‘Hapana kana mumwe munhuwo zvake angadya chero chinhu chipi zvacho chitsvene.+ Hapana anobva kune imwe nyika anogara nomupristi kana munhu wemaricho angadya chero chinhu chipi zvacho chitsvene.
6 Mupristi wacho akabva amupa chingwa chitsvene,+ nokuti pakanga pasina chingwa kunze kwechingwa chokuratidzira chakanga chabviswa pamberi paJehovha+ kuti chingwa chitsva chiiswe ipapo zuva rokubviswa kwacho.
4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, vakadya zvingwa zvokuratidzira,+ chinhu chakanga chisingabvumirwi nomutemo+ kuti adye, kana vaya vaaiva navo, kunze kwevapristi chete?+
4 Mapindiro aakaita muimba yaMwari, akagamuchira zvingwa zvokuratidzira,+ akadya, akapa zvimwe varume vaaiva navo, zvisingabvumirwi nomutemo kuti zvidyiwe chero nomunhu upi zvake kunze kwevapristi chete?”+