Mateu 21:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vapristi vakuru nevanyori pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaakaita+ uye vakomana vakanga vachishevedzera mutemberi vachiti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!”+ vakatsamwa, Johani 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo vaFarisi+ vakataurirana kuti: “Munoona kuti hapana kwamuri kumbosvika. Onai! Nyika yamutevera.”+
15 Vapristi vakuru nevanyori pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaakaita+ uye vakomana vakanga vachishevedzera mutemberi vachiti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!”+ vakatsamwa,
19 Naizvozvo vaFarisi+ vakataurirana kuti: “Munoona kuti hapana kwamuri kumbosvika. Onai! Nyika yamutevera.”+