Pisarema 137:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Achafara iye munhu achabata oputsira+Vana vako paibwe. Mika 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Ziyoni richarimwa somundawo zvawo nemhosva yenyu, Jerusarema richava mirwiwo zvayo yezvakaparadzwa,+ uye gomo reimba yacho richava senzvimbo dzakakwirira dzomusango. Ruka 23:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Jesu akatendeukira kuvakadzi vacho, akati: “Vanasikana veJerusarema, regai kundichema. Asi, zvichemei imi nevana venyu;+
12 Naizvozvo Ziyoni richarimwa somundawo zvawo nemhosva yenyu, Jerusarema richava mirwiwo zvayo yezvakaparadzwa,+ uye gomo reimba yacho richava senzvimbo dzakakwirira dzomusango.
28 Jesu akatendeukira kuvakadzi vacho, akati: “Vanasikana veJerusarema, regai kundichema. Asi, zvichemei imi nevana venyu;+