RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:57
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 kunyange zvose zvinobuda nepakati pemakumbo ake pashure pokusununguka+ uye vanakomana vake vaakabereka, nokuti achavadya pachivande nokuda kwokushayiwa zvinhu zvose nokuda kwokuomerwa nokumanikidzwa kwauchakomberedzwa nako nomuvengi wako uri mukati memagedhi ako.+

  • Jeremiya 9:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Nokuti inzwi rokurira ranzwika muZiyoni richiti:+ “Takapambwa sei!+ Takanyara zvikuru sei! Nokuti takasiya nyika yacho; nokuti vakakoromora nzvimbo dzedu dzataigara.”+

  • Mako 13:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Vane nhamo vakadzi vane pamuviri nevaya vanoyamwisa vana mumazuva iwayo!+

  • Ruka 19:44
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 44 uye vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mukati mako,+ uye havazosiyi dombo riri pamusoro perimwe dombo+ mauri, nokuti hauna kunzwisisa nguva yokuongororwa kwako.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe