RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 16:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Kubvira panguva iyoyo, Jesu Kristu akatanga kuratidza vadzidzi vake kuti anofanira kuenda kuJerusarema otambura zvinhu zvizhinji zvinobva kuvarume vakuru nevapristi vakuru nevanyori, ourayiwa, ozomutswa pazuva rechitatu.+

  • Ruka 9:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 asi akati: “Mwanakomana womunhu anofanira kutambura zvinhu zvizhinji, orambwa nevarume vakuru nevapristi vakuru nevanyori, ourayiwa,+ ozomutswa pazuva rechitatu.”+

  • Johani 5:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 “Munoongorora Magwaro,+ nokuti munofunga kuti muchava noupenyu husingaperi nawo; uye iwaya ndiwo chaiwo anondipupurira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe