Mateu 22:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Umambo hwokumatenga hwakafanana nomumwe murume, mambo, akaitira mwanakomana wake mutambo womuchato.+ 2 VaKorinde 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti ndine godo pamusoro penyu, godo raMwari,+ nokuti ini ndakakuvimbisai kuti muroorwe+ nomurume+ mumwe chete kuti ndikuunzei kuna Kristu+ semhandara yakachena.+ Zvakazarurwa 19:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ngatifarei tifarisise, uye ngatimukudzei,+ nokuti nguva yokuroora+ kweGwayana yasvika+ uye mudzimai waro agadzirira.+
2 “Umambo hwokumatenga hwakafanana nomumwe murume, mambo, akaitira mwanakomana wake mutambo womuchato.+
2 Nokuti ndine godo pamusoro penyu, godo raMwari,+ nokuti ini ndakakuvimbisai kuti muroorwe+ nomurume+ mumwe chete kuti ndikuunzei kuna Kristu+ semhandara yakachena.+
7 Ngatifarei tifarisise, uye ngatimukudzei,+ nokuti nguva yokuroora+ kweGwayana yasvika+ uye mudzimai waro agadzirira.+