RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 125:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 125 Vaya vanovimba naJehovha+

      Vakaita seGomo reZiyoni,+ risingagoni kuzununguswa, asi rinogara nokusingagumi.+

  • Mateu 7:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Mvura yakanaya nesimba, mafashamo akauya, mhepo ikavhuvhuta, ikarova imba iyoyo nesimba, asi haina kuwa, nokuti yakanga yavakirwa padombo guru.

  • 2 Timoti 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Nokuda kwaizvozvo zvose, nheyo yakasimba yaMwari inoramba iripo,+ iine chisimbiso ichi chokuti: “Jehovha anoziva vaya vari vake,”+ uye kuti: “Munhu wose anodana zita raJehovha+ ngaarambe zvinhu zvisina kururama.”+

  • 1 Petro 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 imi muri kuchengetedzwa nesimba raMwari nokutenda+ nokuda kworuponeso+ rwakagadzirira kuratidzwa+ munguva yokupedzisira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe