Mateu 26:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino Jesu paaiva muBhetani+ mumba maSimoni wemaperembudzi,+ Ruka 11:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Paakanga ataura zvinhu izvi, mumwe muFarisi akamukumbira kuti adye+ naye. Naizvozvo akapinda, akatsenhama patafura.
37 Paakanga ataura zvinhu izvi, mumwe muFarisi akamukumbira kuti adye+ naye. Naizvozvo akapinda, akatsenhama patafura.