Dhanieri 2:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+ Zvakazarurwa 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi, nokuti iro ndiShe wemadzishe naMambo wemadzimambo,+ Gwayana richaakunda.+ Uyewo, vaya vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka vari pamwe chete naye vachakundawo.”+
44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+
14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi, nokuti iro ndiShe wemadzishe naMambo wemadzimambo,+ Gwayana richaakunda.+ Uyewo, vaya vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka vari pamwe chete naye vachakundawo.”+