1 VaKorinde 9:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana kuti anozvitaurira isu chete? Chokwadi zvakanyorerwa isu,+ nokuti munhu anorima anofanira kurima aine tariro uye munhu anopura anofanira kudaro aine tariro yokuzodyawo.+ 1 VaKorinde 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Hamuzivi here kuti vanomhanya+ munhangemutange vanomhanya vose, asi mumwe chete ndiye anogamuchira mubayiro?+ Mhanyai+ saizvozvo kuti muuwane.+
10 Kana kuti anozvitaurira isu chete? Chokwadi zvakanyorerwa isu,+ nokuti munhu anorima anofanira kurima aine tariro uye munhu anopura anofanira kudaro aine tariro yokuzodyawo.+
24 Hamuzivi here kuti vanomhanya+ munhangemutange vanomhanya vose, asi mumwe chete ndiye anogamuchira mubayiro?+ Mhanyai+ saizvozvo kuti muuwane.+