Mateu 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Muchavengwa nevanhu vose nokuda kwezita rangu;+ asi anenge atsungirira kusvikira kumugumo ndiye achaponeswa.+ Mateu 24:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi anenge atsungirira+ kusvikira pakuguma ndiye achaponeswa.+ 2 Timoti 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kubvira panguva ino ndakachengeterwa korona yokururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa pazuva iroro+ somubayiro,+ kwete ini chete, asiwo vose vaya vakada kuratidzwa kwake pachena.
22 Muchavengwa nevanhu vose nokuda kwezita rangu;+ asi anenge atsungirira kusvikira kumugumo ndiye achaponeswa.+
8 Kubvira panguva ino ndakachengeterwa korona yokururama,+ iyo Ishe, mutongi akarurama,+ achandipa pazuva iroro+ somubayiro,+ kwete ini chete, asiwo vose vaya vakada kuratidzwa kwake pachena.