Mateu 6:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Saka, rambai muchitanga kutsvaka umambo nokururama kwake,+ uye izvi zvimwe zvinhu zvose zvichawedzerwa kwamuri.+ Johani 6:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Musashandira zvokudya zvinoparara,+ asi zvokudya zvinoramba zviripo nokuda kwoupenyu husingaperi,+ zvamuchapiwa noMwanakomana womunhu; nokuti Baba, iye Mwari, vakaisa paari chisimbiso chavo chokuti atenderwa.”+
33 “Saka, rambai muchitanga kutsvaka umambo nokururama kwake,+ uye izvi zvimwe zvinhu zvose zvichawedzerwa kwamuri.+
27 Musashandira zvokudya zvinoparara,+ asi zvokudya zvinoramba zviripo nokuda kwoupenyu husingaperi,+ zvamuchapiwa noMwanakomana womunhu; nokuti Baba, iye Mwari, vakaisa paari chisimbiso chavo chokuti atenderwa.”+