Eksodho 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi ane mutsa worudo kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanondida uye vanochengeta mirayiro yangu.+ Pisarema 103:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi mutsa worudo waJehovha uripo kubvira narini kusvikira narini+Kune vaya vanomutya,+Kururama kwake kuripo kusvikira kuvanakomana vevanakomana,+
17 Asi mutsa worudo waJehovha uripo kubvira narini kusvikira narini+Kune vaya vanomutya,+Kururama kwake kuripo kusvikira kuvanakomana vevanakomana,+