Mateu 23:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Mune nhamo imi, vanyori nevaFarisi, vanyengeri! nokuti munovharira+ vanhu umambo hwokumatenga; nokuti imi+ hamupindi, uyewo hamubvumiri vaya vari kupinda kuti vapinde. 1 VaTesaronika 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 sezvavanoedza kutidzivisa+ kutaura nevanhu vemamwe marudzi kuti ivava vaponeswe,+ zvichiita kuti vagare vachizadzisa+ zvivi zvavo. Asi hasha dzake pakupedzisira dzazouya pavari.+
13 “Mune nhamo imi, vanyori nevaFarisi, vanyengeri! nokuti munovharira+ vanhu umambo hwokumatenga; nokuti imi+ hamupindi, uyewo hamubvumiri vaya vari kupinda kuti vapinde.
16 sezvavanoedza kutidzivisa+ kutaura nevanhu vemamwe marudzi kuti ivava vaponeswe,+ zvichiita kuti vagare vachizadzisa+ zvivi zvavo. Asi hasha dzake pakupedzisira dzazouya pavari.+