1 VaKorinde 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ndinoda kuti muzive kuti musoro womurume wose ndiKristu;+ uyewo musoro womukadzi murume;+ uyewo musoro waKristu ndiMwari.+ VaEfeso 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 kuti Mwari waShe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mudzimu wouchenjeri+ uye kuti munzwisise zvinhu zvaanozarura muzivo yakarurama pamusoro pake;+ VaKorose 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Tinogara tichionga+ Mwari Baba vaShe wedu Jesu Kristu patinokunyengetererai,+
3 Asi ndinoda kuti muzive kuti musoro womurume wose ndiKristu;+ uyewo musoro womukadzi murume;+ uyewo musoro waKristu ndiMwari.+
17 kuti Mwari waShe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mudzimu wouchenjeri+ uye kuti munzwisise zvinhu zvaanozarura muzivo yakarurama pamusoro pake;+