Ruka 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iye akati kwaari: “Iwe munhu, ndiani akandigadza kuti ndive mutongi+ kana mugovanisi pakati penyu?” Johani 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake munyika kuti atonge+ nyika, asi kuti nyika iponeswe+ naye.
14 Iye akati kwaari: “Iwe munhu, ndiani akandigadza kuti ndive mutongi+ kana mugovanisi pakati penyu?”
17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake munyika kuti atonge+ nyika, asi kuti nyika iponeswe+ naye.