Mateu 23:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi imi, musanzi Rabhi, nokuti mudzidzisi wenyu mumwe chete,+ asi imi mose muri hama. Johani 13:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Munonditi, ‘Mudzidzisi,’+ uye, ‘Ishe,’+ munotaura nomazvo, nokuti ndizvo zvandiri.+