VaRoma 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+ VaHebheru 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 asi tinoona Jesu, akanga aitwa akaderera zvishoma pane ngirozi,+ akapfekedzwa korona yokubwinya+ nokukudzwa nokuti iye akafa,+ kuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari aravire rufu nokuda kwevanhu vose.+
18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+
9 asi tinoona Jesu, akanga aitwa akaderera zvishoma pane ngirozi,+ akapfekedzwa korona yokubwinya+ nokukudzwa nokuti iye akafa,+ kuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari aravire rufu nokuda kwevanhu vose.+