Johani 12:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Naizvozvo Jesu akati kwavari: “Chiedza chichava pakati penyu kwenguva duku. Fambai muchiine chiedza, kuti rima+ rirege kukukundai; uye anofamba murima haazivi kwaari kuenda.+
35 Naizvozvo Jesu akati kwavari: “Chiedza chichava pakati penyu kwenguva duku. Fambai muchiine chiedza, kuti rima+ rirege kukukundai; uye anofamba murima haazivi kwaari kuenda.+