Mateu 22:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akatuma varanda vake kunoshevedza vakakokwa kumutambo womuchato,+ asi vakanga vasingadi kuuya.+ VaGaratiya 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Hamuna kuzvidza kana kupfira mate muchisema chaiva muedzo kwamuri munyama yangu; asi makandigamuchira sengirozi+ yaMwari, saKristu Jesu.+
14 Hamuna kuzvidza kana kupfira mate muchisema chaiva muedzo kwamuri munyama yangu; asi makandigamuchira sengirozi+ yaMwari, saKristu Jesu.+