Pisarema 109:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Gadzai munhu akaipa pamusoro pake,Mudzivisi+ ngaarambe akamira kurudyi rwake. Ruka 22:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi Satani akapinda muna Judhasi, uya ainzi Iskariyoti, akanga ari mumwe wevane gumi nevaviri;+