Mako 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Chokwadi, Mwanakomana womunhu ari kuenda, sokunyorwa kwazvakaitwa pamusoro pake, asi ane nhamo munhu iyeye anotengesa Mwanakomana womunhu! Zvaizova zvakanakira munhu iyeye kwazvo kudai akanga asina kuberekwa.”+ VaHebheru 10:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 asi pane kutarisira kunotyisa kwokutongwa+ uye pane godo rinopisa richapedza vaya vanopikisa.+
21 Chokwadi, Mwanakomana womunhu ari kuenda, sokunyorwa kwazvakaitwa pamusoro pake, asi ane nhamo munhu iyeye anotengesa Mwanakomana womunhu! Zvaizova zvakanakira munhu iyeye kwazvo kudai akanga asina kuberekwa.”+