VaGaratiya 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Ini Pauro,+ ndiri muapostora,+ asina kubva kuvanhu kana kugadzwa nomunhu, asi akagadzwa naJesu Kristu+ naMwari Baba,+ vaya vakamumutsa kubva kuvakafa.+
1 Ini Pauro,+ ndiri muapostora,+ asina kubva kuvanhu kana kugadzwa nomunhu, asi akagadzwa naJesu Kristu+ naMwari Baba,+ vaya vakamumutsa kubva kuvakafa.+